Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 7:9

2 Samueri 7:9 SCLBD

Ndaiva newe kwose kwawaifamba, ndikakutsakatisira vavengi vako vose. Zvino ndichaita kuti zita rako rive nomukurumbira mukuru kwazvo sezvakangoita mazita avakuru vakuru vapanyika.

Verenga chikamu 2 Samueri 7