Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 11:14-15

2 Samueri 11:14-15 SCLBD

Mangwanani acho Dhavhidhi akanyorera Joabhu tsamba akaitumira naiye Uriya. Mutsamba iyoyo akanyora kuti, “Isa Uriya kumberimberi chaiko kunenge kuchipisa hondo kwazvo mugodududza momusiya ari oga kuitira kuti auraiwe afe.”