2 Madzimambo 5:10
2 Madzimambo 5:10 SCLBD
Erisha akamutumira nhume kundoti, “Enda undoshamba kanomwe kuna Jorodhani muviri wako uchapora woita sezvawaimbova uchibvawo wachenurwa.”