2 Madzimambo 18:7
2 Madzimambo 18:7 SCLBD
Tenzi aiva naye, kwose zvako kwaaienda aibudirira. Akaramba zvokutongwa namambo weAsiria akarega kumushandira.