2 Nhoroondo Zviri mubhuku rino
Zviri mubhuku rino
Zvimwe zvinotaurwa nezvamabhuku eNhoroondo tarisa mumazwi okusuma bhuku reNhoroondo rokutanga. Bhuku rino rinotaura zvimwechetezvo nebhuku rokutanga nerechipiri aMadzimambo, asi zviri zvamadzimambo okwaJudha. Rine zvikamu zviviri. Chokutanga (1–9) chinotaura nezvokutonga kwamambo Soromoni: kwaisvika umambo hwake, upfumi noungwaru nomuzinda wake uyewo kunaka kweTemberi yaakavaka. Chechipiri chinotaura nezvamamwe madzimambo okwaJudha (10–36).
Aya ndiwo mamiriro akaita bhuku rechipiri reNhoroondo
Kutonga kwamambo Soromoni (1:1—9:31)
a) Makore okutanga (1:1–17)
b) Kuvakwa kweTemberi (2:1—7:10)
c) Makore okupedzisira (7:11—9:31)
Kupanduka kwamadzinza gumi (10:1–19)
Madzimambo okwaJudha (11:1—36:12)
Kuparara kweJerusaremu (36:13–23)
Zvasarudzwa nguva ino
2 Nhoroondo Zviri mubhuku rino: SCLBD
Sarudza vhesi
Sarudza zvinyorwa izvi
Yenzanisa
Pakurirana nevamwe
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.