Sauro paakasvika kudunhu reZufu akati kumuranda wake waaiva naye, “Ngatichidzokai! Baba vangazodaro vakarega kufunga nezvamadhongi vakatozonetseka mumwoyo voshushikana nezvedu.” Muranda akamupindura achiti, “Muguta iri mune munhu waMwari, munhu anoremekedzeka. Zvose zvaanotaura zvinoitika. Zvino dai tikaendako, zvimwe angatiudze zvatiri kufambira.”
Verenga chikamu 1 Samueri 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Samueri 9:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo