Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 117

117
Kurumbidza TENZI
1Rumbidzai TENZI imi marudzi ose;
mukudzei imi vanhu vose
2nokuti mwoyochena wake kwatiri mukuru
uye kutendeka kwaTENZI
kunogara nokusingaperi.
Areruya.

Zvasarudzwa nguva ino

Nziyo 117: SCLBC

Sarudza vhesi

Sarudza zvinyorwa izvi

Yenzanisa

Pakurirana nevamwe

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda