Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 7:4-6

Varoma 7:4-6 SNA2002

Saka, hama dzangu nemiwo makaitwa vakafa kumurayiro nomuviri waKristu; kuti muve womumwe, iye akamutswa muvakafa, kuti tiberekere Mwari zvibereko. Nokuti panguva iyo tichiri munyama, kuchiva kwezvivi, kwakamutswa nomurayiro, kwakabata mumitezo yedu kuti kubereke zvibereko zvinoisa kurufu. Asi zvino takasunungurwa pamurayiro, takafa kuna izvozvo zvatakanga takasungwa nazvo; naizvozvo tinobatira Mwari nomweya mutsva, tisingabatiri nezvakanyorwa zvakare.

Verenga chikamu Varoma 7