Varoma 2:14-15
Varoma 2:14-15 SNA2002
(nokuti kana vahedheni vasina murayiro vachiita pachavo zvinhu zvomurayiro, vava murayiro wavo vamene; nokuti vanoratidza basa romurayiro wakanyorwa mumwoyo yavo, hana yavo ichipupura pamwechete nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza;)

