Mapisarema 61:2
Mapisarema 61:2 SNA2002
Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mwoyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.