Mapisarema 53:1
Mapisarema 53:1 SNA2002
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari hakuna.” Vakaora, vakaita zvakaipa zvinonyangadza; Hakuna anoita zvakanaka.