Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 4:6-7

Mateu 4:6-7 SNA2002

akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, uzviwisire pasi; nokuti kwakanyorwa kuchinzi, ‘Iye acharaira vatumwa vake pamusoro pako, Pamaoko avo vachakusimudza, Kuti urege kugumburisa rutsoka rwako nebwe.’ ” Jesu akati kwaari, “Kwakanyorwawo, ‘Usaedza Ishe, Mwari wako.’ ”

Verenga chikamu Mateu 4