Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 26:2-5

Mateu 26:2-5 SNA2002

“Munoziva kuti kana mazuva maviri apfuura Pasika inosvika, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvatongi, kuti aroverwe pamuchinjikwa.” Zvino vapristi vakuru, navakuru vavanhu vakaungana muruvazhe rwomupristi mukuru, ainzi Kaifasi. Vakarangana kuti vabate Jesu namano, vagomuuraya. Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.”

Verenga chikamu Mateu 26