Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 2:13-14

Mateu 2:13-14 SNA2002

Vakati vaenda, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota, achiti, “Simuka, utore mwana namai vake, utizire Ijipiti, ugareko kusvikira ndichikuudza; nokuti Herodhi achatsvaka mwana kuti amuuraye.” Akasimuka, akatora mwana namai vake usiku, akaenda Ijipiti

Verenga chikamu Mateu 2