Mateu 18:19-20
Mateu 18:19-20 SNA2002
Ndinoti kwamurizve, kana vaviri venyu vakatenderana panyika pamusoro pechimwe chinhu chavanokumbira, vachachiitirwa naBaba vangu vari kudenga. Nokuti apo pakaungana vaviri kana vatatu muzita rangu, ndiripo pakati pavo.”

