Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 18:1-3

Mateu 18:1-3 SNA2002

Nenguva iyo vadzidzi vakauya kuna Jesu, vakati, “Ndianiko mukuru muushe hwedenga?” Akadanira kwaari mwana muduku, akamuisa pakati pavo, akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kana musingasanduki, mukava savana vaduku, hamungatongopindi muushe hwedenga.

Verenga chikamu Mateu 18