Ruka 24:45-48
Ruka 24:45-48 SNA2002
Ipapo akadziura kuziva kwavo, kuti vanzwisise Magwaro. Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu; kuti marudzi ose aparidzirwe nezita rake kutendeuka nokukanganwirwa zvivi, vachitanga muJerusaremu. Imi muri zvapupu zvezvinhu izvi.

