Zvino vateresi vose navatadzi vakaswedera kwaari, kuzomunzwa. VaFarisi navanyori vose vakagun'un'una, vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi, achidya navo.”
Verenga chikamu Ruka 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 15:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo