Kuungudza KwaJeremiya 2:19
Kuungudza KwaJeremiya 2:19 SNA2002
Muka, danidzira usiku, pakutanga kwenguva dzose; durura mwoyo wako semvura pamberi paJehovha; simudzira maoko ako kwaari nokuda kwoupenyu hwavana vako, vanoziya nenzara pakuvamba kwenzira imwe neimwe yomuguta.

