Isaya 43:20-21
Isaya 43:20-21 SNA2002
Mhuka dzebundo dzichandikudza, makava nemhou; nokuti ndinobudisa mvura zhinji murenje, nenzizi musango, kuti ndipe vanhu vangu, ivo vakasanangurwa, vanwe, ivo vanhu vandakazviumbira, kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu.

