Tsvakai rugare navanhu vose, noutsvene, nokuti kunze kwahwo hakuna munhu achaona Ishe; muchenjere kuti kurege kuva nomunhu anodzokera shure panyasha dzaMwari; kuti mudzi wokuvava urege kumuka, ukutambudzei, vazhinji vagosvibiswa nawo; kurege kuvapo nemhombwe, kana noasina hanya naMwari, saEsau akatengesa udangwe hwake nokudya kamwechete. Nokuti munoziva kuti achizoda hake pashure kugara nhaka yokuropafadzwa, akarambwa; nokuti haana kuwana nguva yokutendeuka, kunyange akaitsvaka zvikuru nemisodzi.
Verenga chikamu VaHebheru 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaHebheru 12:14-17
3 Mazuva
Sei utsvene hwakakosha uye tinokura sei mukutsvaga kwedu kurarama Kutsvene? Chidzidzo chino chichaongorora zvinoreva, kukosha, uye kushanda kwehutsvene kunoshanda muhupenyu hwedu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo