Mvura zhinji ikavapo panyika mazuva ana makumi mana; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika. Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura.
Verenga chikamu Genesi 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 7:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo