Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 5:14

2 Madzimambo 5:14 SNA2002

Ipapo akaburuka, akandonyura muna Jorodhani kanomwe, sezvakanga zvataura munhu waMwari; nyama yake ikadzoka, ikafanana nenyama yomwana muduku, akava wakanaka.