2 Madzimambo 5:14
2 Madzimambo 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka akaburuka akandozvinyudza muna Jorodhani kanomwe, sezvaakanga audzwa nomunhu waMwari, nyama yake ikadzoredzerwa pakare ikava yakachena, seyomwana mucheche.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 52 Madzimambo 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akaburuka, akandonyura muna Jorodhani kanomwe, sezvakanga zvataura munhu waMwari; nyama yake ikadzoka, ikafanana nenyama yomwana muduku, akava wakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 52 Madzimambo 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo akadzika akandozvinyika kanomwe muna Jorodhani sezvaakanga audzwa nomunhu waMwari, muviri wake ukapora ukaita sezvawaimbenge uri ukanaka sewemwana mudiki akabva achenurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 5