2 Madzimambo 2:8
2 Madzimambo 2:8 SNA2002
Ipapo Eria akatora nguo yake, akaipeta, akarova mvura, ikaparadzaniswa napakati, naizvozvo ivo vaviri vakayambuka pakawoma.