2 Madzimambo 2:14
2 Madzimambo 2:14 SNA2002
akatora jasi raEria rakanga rawa kwaari, akarova mvura, akati, “Jehovha Mwari waEria uripiko?” Zvino wakati arova mvura, ikaparadzaniswawo napakati, Erisha akayambuka.