1 Samueri 8:7
1 Samueri 8:7 SNA2002
Ipapo Jehovha akati kuna Samueri, “Teerera hako zvose zvinotaura vanhu kwauri, nokuti havana kukuramba iwe, asi vakandiramba ini, kuti ndirege kuva mambo wavo.