1 Petirosi 2:8-9
1 Petirosi 2:8-9 SNA2002
uye, “Ibwe rokugumbusa, Nedombo rokupinganidza.” Ndivo avo vanogumburwa neshoko, nokuti havariteereri; ndizvo zvavakaisirwawo. Asi imi muri rudzi rwakasanangurwa, upristi hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaakazviwanira, kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai, kuti mubve parima muuye kuchiedza chake chinoshamisa.

