Ɀino gamucirai usinesimba pakutenda kwake musiŋgaiti gakaʋa naye pamsoro pokufuŋga kwake. Mumŋe munhu unokutenda kuti uŋgadya ɀose; asi usinesimba unodya miriʋo.
Verenga chikamu ƲaRoma 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaRoma 14:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo