Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 12:20-21

ƲaRoma 12:20-21 SUB1949

Asi kana muʋeŋgi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uciita iɀoɀo, ucatutira mazimbe omŋoto pamusoro wake. Usakundwa neɀakaipa, asi ukunde ɀakaipa neɀakanaka.

Verenga chikamu ƲaRoma 12