Wakakomborerwa unehanya naʋarombo; Jehova ucamurwira nomusi weɀakaipa. Jehova ucamuceŋgeta nokumuraramisa, ucakomborerwa panyika; Hamuŋgamuisi pakuɗa kwaʋaʋeŋgi ʋake. Jehova ucamutsigira panhoʋo yoʋurwere; Munoshandura nhoʋo dzake dzose pakurwara kwake.
Verenga chikamu Mapisarema 41
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 41:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo