Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 37:17-18

Mapisarema 37:17-18 SUB1949

Nokuti maʋoko aʋakaipa acavuniwa; Asi Jehova unotsigira ʋakarurama. Jehova unoziʋa mazuʋa aʋanemŋoyo yakarurama; Nhaka yaʋo ndeyokusiŋgaperi.