Usaʋa neshuŋgu nokuɗa kwaʋanoita ɀakaipa, Usagoɗora ʋanoita ɀisina‐kururama. Nokuti ʋacakurumidza kudzurwa soʋuswa, Ʋacawoma somuriʋo mutema. Ʋimba naJehova, uite ɀakanaka; Gara panyika, ushiŋgairire kutendeka. Farikanya kwaɀo kunaJehova; Iye agokupa ɀinoɗikanwa nomŋoyo wako.
Verenga chikamu Mapisarema 37
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 37:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo