Ɀireʋo 3:1-2
Ɀireʋo 3:1-2 SUB1949
Mŋanakomana waŋgu, usakaŋganwa kudzidzisa kwaŋgu; Asi mŋoyo wako ŋgauceŋgete mirairo yaŋgu; Nokuti ɀicakuwedzera mazuʋa mazhinji, Namakore oʋupenyu, norugare.