Mŋoyo wamambo uri muruʋoko rwaJehova sehoʋa dzemvura; Unoufambisa seɀaanoɗa. Nzira ipi neipi yomunhu unoti yakarurama pakuʋona kwake; Asi Jehova unoyera mŋoyo. Kuita ɀakarurama nokururamisira Ɀinofadza Jehova kupfuʋura ciɓayiro. Kutarira kwamanyawi nomŋoyo unoɀikudza, Ico ciedza caʋakaipa, ɀiʋi. Ndaŋgariro dzaʋashiŋgairi dzinoʋuyisa ɀizhinji; Asi aninani unokurumidzisa unoŋgoʋaŋgira kushaiwa.
Verenga chikamu Ɀireʋo 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 21:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo