Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaFiripi 2:5-7

ƲaFiripi 2:5-7 SUB1949

Iʋai nomŋoyo uyo, wakaŋga uri munaKristu Jesu ʋo; iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa; asi wakaɀiɗurura iye, akaɀiita muranda, akafanana naʋanhu

Verenga chikamu ƲaFiripi 2