Hosea 3:5
Hosea 3:5 SUB1949
Pashure ʋana ʋaIsraeri ʋacadzoka ʋacitȿaka Jehova Mŋari waʋo naDavidi mambo waʋo; ʋacaʋuya kunaJehova ʋacitya, nokuʋunyoro bgake namazuʋa okupedzisira.