Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 7:17-18

Genesi 7:17-18 SUB1949

Mvura zhinji ikaʋa’po panyika mazuʋa anamakumi manna; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamsoro penyika. Mvura ikakwirira, ikawanda kwaɀo panyika, areka ikafamba pamsoro pemvura.

Verenga chikamu Genesi 7