Ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo: Josefa akaʋapa ŋgoro, seɀaakarairwa naFarao, akaʋapa mbuʋa yokufamba nayo. Akapa ʋose, mumŋe nomumŋe ŋguʋo dzakanaka; asi Benjamini wakamupa mashekeri anamazana matatu esirveri neŋguʋo dzakanaka shanu Naɓaɓa ʋake wakaʋatumira mboŋgoro dzinegumi, dzakaŋga dzakatakura ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀeEgipita, namakadzi emboŋgoro anegumi akaŋga akatakura ɀiyo, neciŋgwa, neɀokudya ɀaɓaɓa ʋake ɀorwendo.
Verenga chikamu Genesi 45
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 45:21-23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo