Amosi 3:4-7
Amosi 3:4-7 SUB1949
Ko shumba iŋgaʋomba muɗondo isinacayakaruma here? Ko shumba ɗuku iŋgarira muɓako rayo isina‐cayakaɓata here? Ko shiri iŋgawira pasi mumusuŋgo paisina‐kudzikirwa rugombe here? Ko musuŋgo uŋgaurukira kumsoro usina‐cawakaɓata here? Ko hwamanda iŋgaridzwa muguta, ʋanhu ʋakasatya here? Ko guta riŋgawirwa neɀakaipa, Jehova asina‐kuɀiita here? Ɀirokwaɀo, Ishe Jehova haaŋgaiti cinhu, asina‐kumboziʋisa ʋaranda ʋake ʋaprofita ɀakaʋanzika ɀake.

