Maɓasa Aʋaapostora 7:57-58
Maɓasa Aʋaapostora 7:57-58 SUB1949
Ɀino ʋakaɗanidzira nenzwi guru, ʋakadziʋira nzeʋe dzaʋo, ʋakamhanyira kwaari ʋose pamŋe cete; ʋakamuɓuɗisira kunze kweguta, ndokumutaka namabge; ɀapupu ɀikaisa ŋguʋo dzaɀo patsoka dzejaya, rainzi Sauro.

