II Samueri 7:9
II Samueri 7:9 SUB1949
ndikaʋa newe pose pawakafamba, ndikaparadza ʋaʋeŋgi ʋako ʋose pamberi pako; ndicakuitira zita guru, riŋgafanana namazita aʋakuru ʋari panyika.