II Samueri 12:24-25
II Samueri 12:24-25 SUB1949
Davidi akanyaradza mukadzi wake Bati‐sheba, akapinda kwaari, akaʋata naye, iye akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Soromoni. Iye akaɗikanwa naJehova. Jehova akatuma shoko nomuromo waNatani muprofita, akamutumidza zita rinonzi Jedidia, nokuɗa kwaJehova.

