II Madzimambo 4:7
II Madzimambo 4:7 SUB1949
Ipapo akandoʋudza munhu waMŋari, iye akati: Cienda undoteŋgesa mafuta, uripe cikwerete cako, urarame neɀakasara, iwe naʋanakomana ʋako.