2 Madzimambo 4:7
2 Madzimambo 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaenda kundoudza munhu waMwari uye iye akati, “Chienda unotengesa mafuta ugoripa zvikwereti zvako, iwe navanakomana vako mugorarama neanenge asara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akandoudza munhu waMwari, iye akati, “Chienda undotengesa mafuta, uripe chikwerete chako, urarame nezvakasara, iwe navanakomana vako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mudzimai uyu akaenda akandoudza munhu waMwari iye akabva ati, “Chiendai mutengese mafuta iwayo muripe zvikwereti zvenyu, imi navanakomana venyu munozoraramiswa nezvinenge zvasara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 4