II Madzimambo 3:15
II Madzimambo 3:15 SUB1949
Asi ɀino ʋuyai kwandiri nomuridzi wembira. Ɀino muridzi wembira wakati aciridza, ruʋoko rwaJehova rukaʋuya pamsoro pake.