2 Madzimambo 3:15
2 Madzimambo 3:15 SNA2002
Asi zvino uyai kwandiri nomuridzi wembira.” Zvino muridzi wembira wakati achiridza, ruoko rwaJehovha rukauya pamusoro pake.