Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Madzimambo 13:21

II Madzimambo 13:21 SUB1949

Ɀino mumŋe musi ʋakati ʋaciʋiga munhu, ʋakaʋona hondo yaʋaMoabi, ʋakakandira munhu mubgiro bgaErisha; ɀino munhu uyo wakati acigunɀa mafupa aErisha, akararama ɀe, akamira namakumbo ake.