Asi takaŋga tiri ʋanyoro pakati penyu, somureri kana aciʋaraidza ʋana ʋake; saiɀoɀo takakushuʋai kwaɀo, tikati ɀakanaka kuti tirege kugoʋana nemi Evaŋgeri yaMŋari ɓedzi, asi kunyaŋge nemŋeya yeɗu ʋo, nokuti makaŋga maɗikanwa nesu kwaɀo.
Verenga chikamu I ƲaTesaronika 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I ƲaTesaronika 2:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo