Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunyika yeZufi, Sauro akati kumuranda wake, wakaŋga anaye: Ŋgatidzoke heɗu; ɓaɓa ʋaŋgu ɀimŋe ʋaŋgarega kufuŋga mboŋgoro, ʋakafuŋganya pamsoro peɗu. Iye akati kwaari: Tarirai, muguta rino munomunhu waMŋari, munhu unokudzwa kwaɀo; ɀose ɀaanotaura ɀinoitika; hendei ɀino ikoko, ɀimŋe uŋgatiʋudza nzira yatiŋgafamba nayo.
Verenga chikamu I Samueri 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Samueri 9:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo